Tag: Mapombi Adonha

spot_imgspot_img

Mwonzora and Komichi who voted for you ?

kkkk seka hako mapombi kkkk, ah sure huye don’t, sorry dear readers ndangopinda nekuseka, sure can’t really help it. Sure zvandoitirwa naFadzi ini kkkk....

Resurrect The Economy Not Trains

Nehanda Nyakasikana ko kuchagozova riiniko isu vanyai tichitambura, kuchagozova riiniko isu tichidzvinyirirwa, nhai mweya unoera, inga taneta wani nekunwa  misodzi. Ndafunga hangu Baba VaMuzenda,...

Command vaccination is here Cdes

Kkk seka zvako Mapombi, sure kuseka nhamo serugare, I once told you kuti Mthuli is crazy but most of you thought ini ndini ndinopenga....

Cdes, Biti is offside

A lot of people still think kuti Mapombi anopenga but I really think Zimbabwe’s political parties are full of crazy people. I once thought...

Chiwenga dares ED

Zvatangaa, bvunza mahwindi pamushikashika heya iiii, I think zvairehwa naHwindi President kuti zvatanga zvinenge zvatanga manje kkkk. Pane akuzvioinawo, chete I think zvakatotanga kare...

Mthuli must be crazy, very crazy

 Many people believe that Mapombi is crazy but nhasi regai ndikuudzei zvangu one munhu wandinofunga kuti anosaya. I know the guy is very powerful...