Panotungana dzemudanga, ma1 anenge atanga, rakaimba zvaro Gafa, the song is loaded with meaning, ma1 akatotangidza kudhara. It’s burning in Zanu maCdes, mafactions ari kupisa, they are trying hard kufukidza moto jira. But hazvisi kuita kkkk. Let’s just watch and see but they are feeling the heat. Chakachaya izvezvi wait and see kkk. Before I talk about today’s gospel, let me talk about Mthuli and Mangudya a bit.
I used to shout out and castigate these guys dzepaRBZ, but I think we can all agree kuti hazvisi kushanda, Yes it has never worked because the guys havana ganda kumeso, havatyi, havanyare so kutuka vanhu vasina nyadzi hazvibatsiri. So I think the best way now is to beg to them kuti vatinzwire tsitsi. Yeah kutokumbira ruregerero chaiko because I don’t think under normal circumstances munhu angangokuitira utsinye like this pasina chawatadza. Please, Mthuli, Mangudya kusvika kuna Baba naMai chaiko, please tinzwirei tsitsi vana venyu tatetereka kkkk. Haa varume imi munojaidzwa imi, if the situation had not left me looking like a destitute, I would find a way to get to RBZ nemboma chaiyo ndosiya ndakupai 1-1, ah even Jesus turned the tables in church awana vachiita zvisina basa mutembere yababa vake. We have allowed these guys to temper around with our country while we watch now we can no longer reverse it.
But life yatiri kuraramiswa nevanhu avaka injuga chaidzo. Ndapinda muTown umu ndikaona maPrice anotyisa sure if they tested temperature many wouldn’t pass that test. Ukabuda uchinotester BP rinenge rakashooter kkkk. Fortunately paShop vanotester pakupinda otherwise dai vaidaro pakubuda vazhinji vaibatwa Covid-19 yavasina. Ukaona zvichirovesa isu vana Mapombi nehana who survive on rotten bananas nemaputi, what more of the ordinary people? Asi Mthuli nevamwe vako Mwari ave nemi. MaPrice ezvinhu zvese arikungokwira. I also heard people speaking here at Chitima market that Zesa hiked its tariffs also haaa asika zvechokwadi hakuna kwatiri kumboenda neTeam remutoriro iri. As that was not enough, boom, Econet yazviitawo haa amanaka. Ini ndichatokwirawo mumuti kkkk, ko ndini ndadii zvese zviri kukwira.
But if Shona provebs are anything to go by, I think zvoda kundonaka, hanzi makata anoshura materu and those who witnessed the 2008 situation can testify, vanhu vakaita mbovha dzemufaro nyika yadigwa sugar. 2023 is around the corner and I can predict zvinhu zvichanaka chete. Whatever outcome but what I know is things will get better.
But Zanu PF is feeling the heat comrades, they feel the pressure now, the challenge is that the opposition is not exerting enough pressure chete otherwise zvaitonaka before 2023. Potoda vakashinga ladies and gentlemen kuti zviite, all these reactionary tendencies, policy inconsistencies show that these guys are panicking zvino havachazive pekubata. This is the challenge of inoitika kana ukavhara mvura nemaoko kkkk. Uchibata apa yobuda neapo, kubata apa yobuda nepamwe kkk. This is what Scarfmore and his team are doing, they don’t know where the real problem is, so kungobata pese pese. Now the only solution is admitting kuti vakomana tazvikonewa and call those who can do the magic to perform. Aikazve, it doesn‘t need a year to make people happy, we all saw it in 2009.
Can someone tell Mr Bin kuti vazive zvekunovhura amwe mabin not threatening people. We are in the 21st century we no longer want zvana Tshaka Zulu zvekuvhundusira vanhu. Let people vote for whoever they want, it’s their democratic right. Let me warn you Chinamasa, vanhu havachatyi stop wasting your time intimidating people, kana wada kuvhotera Joseph Busha let it be. These are clear signs that these guys are feeling the heat, vapererwaka no more strategy. I used to hear people saying the G40s were the brains behind Zanu PF while Lacoste was the muscle, now I believe it. Hapana kana ane njere ipapa kana 1, all they know is violence. Hanzi voting for CCC will bring war and instability in the country. Zvambogara zviri stable here now, is the country stable, is the fuel price stable, is inflation stable, basic goods price iri stable? Even the tables mumaOffices umu ari no longer stable. People’s minds are no longer stable, nothing is stable Mr Bin, if voting CCC brings instability so let it be, takatojaira. But murikumbotembei? Something is wrong with the lenses of your spectacles hamusikunatsoona here kuti things are not stable at all in our teapot shaped lovely country.
After bribing MPs with free duty on vehicles, they now want to bribe us nekubvisa duty pamabasic goods. Kkkkk haisi BACCOSI lite here iyi yataunzirwa neRBZ. It seems as if we are walking on a pathway that we have travelled on before. Tiri kudzokera kwatakabva and that will fail again as usual. Zupco monopoly failed, banning loaning failed, 2 percent tax failed, subsidising fuel failed, haa saka mozogonei. Maroads hanzi tikugadzira but chinguri Harare-Beitbridge road yakatangwa haiperi haa this Baccosi will fail. Baccosing everything is not the way, just create a conducive environment for investors chete zvipere.
I heard the government is uplifting Grand Reef Airstrip to an Airport in Mutare, I hope you are also going to upgrade Chiadzwa and Marange communities where our so called all weather friends varikumora our diamonds without even developing the community. Kkkk kutadza kana kugadzirisawo road inoenda kwamunomoora shuwa here. Potable water is still a crisis munzvimbo inotorwa diamond. I hear now they have one close to Masvingo, hanzi vaakutora futi paBikita Minerals apa vanaNehemiah vakazvitadza.
Before I go zvangu kunokanga maputi angu for lunch, ko Nyaya yaChinoz yakazopera sei, I heard they had planned a demo which went on to flop kkkk. But Chinoz futi, kkk but dzine zvivindi wena, we need a few man like him vanombopota vachitaura sure mukati imomo kkk. But moti chingaenda nepi Chinoz, he is just in the wrong basket but chakadyawo chakatora zvivindi pakatora Save kkk. I heard vakazonokumbira ruregerero zvavo chero ndisingazive kuti nyaya yavo yaiva yei. Mapombi is a multi-lingual lady ndinombopota ndechireketa kkk Akomana musadaroba Chinoz uyu ndibaba enyu aya. But what wrong did he do? Chete panotungana dzemudanga, ma1 anenge atanga kkkk shuwa kutokokorodzana kuda kunobvisa zvinhu zvisina basa imika register to vote and do the right thing.
Ko gamba repaChivi makaregerei reiwo kunoriridzira gidi? Mune rusarura ndazviona asi dai kwaive Shurugwi kana Chirumanzu dzairira. Anyway akataura bundu raiva mumoyo mwana waZefenaya kuti utungamiriri hweprovince hwaposha kutadza kuinda paChivi ipapa less than 100 km. Dai maiziva maitiro aaiita opposition ikoko achiitira Zanu imore mainomuchema. Zvisinei wafa Wanaka Dr Bradah. Zororai murugare rwashe henyu, inguva tichasanganiswa zvekare.
The winter is here ladies and gentlemen, paChitima pari kutonhora shemu, ndopaida Mphoko apa nemaIncubators ake aya aakambopa madzimai. If anyone sees him please tell him kana pane 1 yakasara ngaandipewo inga ndiri mudzimai wani. Ndongopindawo imomo ndodziirwa kkk. Ko Mfana Robert ava sei? Ko ivo Dr stop it where is she? I miss that lady, ngaambouya atuke ED zvaaita paya pamwe zvinhu zvinganaka kkk, Mboko Imboko!!!
Zanu PF Feeling the heat
Leave a comment
Leave a comment