
Hehedee-e hurii-ii seka zvako Mapombi of the unknown totem nyika iya zvoyonakidza ndachembera chokwadi. All along Mapombi didn’t know kuti ZBCtv inogona kutombonakidzawo like that – last week was the best. Mapombi didn’t know that the army has best programmers and news presenters like that – wainyatsonzwa kuti Zimbabwe iya yadzoka zvinho seeing presenters clad in army uniforms vakarova serious apa nziyo dzechimurenga dzichitsva.
Now ZBCtv is boring again; in fact it’s now worse than zvayaiva isati yambotorwa neArmy last week because now the crew yekuZBCtv is trying to imitate zvaiitiwa nemasoja. In fact it should seize to be called ZBCtv but kuti itonzi Chinx TV betta because dzangova nziyo dzaChinx non-stop. Zvava kubhowa izvi be creative mhani kukundwa nemasoja, nxaaa bva vadzorerei havozve.
It seems like soldiers excel everywhere. Our roads were clean waingobvunziwa chitupa or license chete not zviye zvemapurisa zvekungonzi chero usina mhosva wotonzi parker apo. Soldiers are the best! Police kungwarira corruption chete unoita seuchaudziwa kuti hauna kupfeka zvakanaka saka bhadhara fine uende. Manje vana mukoma no pressure at all.
Even Commander General Constantino Chiwenga is the real man – he forced the dictator to pack his bags and go kwaZvimba after 37 years of misrule. Nyika yese iri kufara chaiko. I didn’t know kuti Mugabe haachadiwe zvakadaro ini. Even our sisters who prefer to do their business at night (ladies of the night) were giving it for free as part of the wild celebrations that gripped the ancient city following the resigning of Mugabe on Tuesday evening.
I, too, was also tempted to give it for free but I realized kuti hapana ungambondida nemamvemve andinenge ndakapfeka iwaya, and worse I rarely bath because mvura yemurwizi maMucheke haichaita veduwe inhonhuwa kudarika inini.
At least Mugabe is gone, zvinotevera tozozviona but at least one down. Mapombi cant wait to see Marujata kkkkkk ponda musoro. . . kana munhu anetsa varume batai munhu kkkkkkk ende ndokafarira zvekuti kanumber ikaka kakaimbwa naSulumani. Kwakazoitiwa Grace ndokunonzi kutonhodzwa kwaChauruka.
Mapombi knows that what is needed to be changed is the whole Zanu PF system and way of doing business, and that Mugabe’s successor might not be the best for Zimbabwe but for now let us celebrate that Mugabe is gone.
I didn’t know that mudhara hachadiwe like that but ndakazozvionera even kwedu uko kwaDr Grace Mugabe Trading Centre (Chitima market) people were celebrating. Even at Benjamin Burombo offices people were celebrating, even at Central, everywhere kani imi. It was even worse at Chigarapasi beerhall in Chiredzi. Mitengo yana sisi vekubhawa yakadzikiswa kusvika padhora for four kkkkkk kuti nedhora rimwe chete waikwanisa kuwana vari four kkkkkkk. Ndokupembera ka uku.
But there is this argument which has been doing rounds and has even confused the whole world. Was it a coup or what? Vamwe vari kuti yaiva coup vamwe vachiti haisi coup – haa can someone tell me kuti yakaitwa naChiwenga iya inonzi chii?
Please vana mukoma don’t get me wrong im just asking mubvunzo unongobvunziwawo nevazhinji mumastreet umu. I don’t want to end up in Kudzi Chipanga’s situation. Of course I was not forced or coerced to ask this question kuti was that a coup? Kkkkkkkk but more importantly, this question is originally from me.
But hey, if there is someone asingadiwe nepower mwana wamai Farai uyu Dr Paul Chimedza uyu. Just few weeks after being sworn in as Minister of State for Masvingo mhepo ndobva dzatosimuka zvakare. I heard he was arrested in Bubi kuzasi uko.
Anyway, it seems many people, including Mapombi, are so excited about the fall of Mugabe but very few are thinking about life after the nonagenarian. We unanimously agreed that Mugabe overstayed his welcome and should go kwaZvimba now. Mapombi however, is sensing kuti takafita kufarira n’anga neinondobata amai ipapa. Just thinking wo hangu semunhu anofungidzirwa kuti mupengo but I am not.
E-eh please note that Mapombi has not been forced or coerced to write this and would like to apoligise kunana mukoma if this article upset them in any way. Ndiri mwana mudiki chaizvo ndiregerereiwo – and I’m a woman for that matter! But this article is originally from me written here at Chitima market after I ate a bunch of rotten bananas and maputi zvangu.
But tell me something; we hear that it was Mnangagwa and the army who forced Mugabe to stay in 2008 mudhara ati ndadyiwa hangu naMorgan Tsvangirai chiregai ndiende kwaZvimba ndindozorora. Ko havacharambizve here kana vakazvambaradzwa naMorgan 2018? Ndikungobvunzawo hangu.
Anyway, Mapombi also want to give a word of advice to MDC-T kuti dzungu hakusi kungwara zvachose. Musaitiswa mhani. Chinamasa told you kuti this is a Zanu PF affair
It’s almost lunch time now regai ndibve ndakanga zvangu maputi angu for lunch ndizvidyire. But chero ndoona vanhu vasingadiwe nepower haaa zvemwana wamai Farai uyu Dr Chimedza zvakanyanaya. Ndovaye vakaimbiwa naDr Paul Matavire kuti vaneshavi rine sefa pahuro inoramba tea ichida masese. By the way how is VP Mphoko doing? I heard he sought refuge in Botswana? Kkkkkkk inonzi army iyoyo. Gariswa munototyawo kufa? Mboko imboko!mapombi