Monday, September 20, 2021
spot_img

Mapombi wants to be buried at Heroes Acre!!

Mapombi is on walking all the way to Harare Cdes. As I
write this, I am approaching Fairfields, slow but sure. Handingasaririwo
pakadai. Nyika yogwadza iyi ahh. By 16 August ndendavamo muguta guru ndobatana nevamwe
kkkk. Asiwo kurobwa ndotya heyi, matsamwire anga akaita Mrr Ibu Matema Log aya
haajairike kkk. Hanzi hamumbofi makaenda mumugwagwa, mukaenda vakomana
vanopedza nemi kkkk inga zvakaoma. But Mr. Ibu was making a lot of sense I see,
 Zanu PF chiwororo, haivhunditsirwi
nezvekutungana kwembudzi. Anyway I pray that the deamo will be a success.
I also pray that there will be no violence and a
repeat of August 01 and January 14 because that would be bad. I also hope
Chamisa and his lieutenants will be there through thick and thin. Kana
ndikavaona vasiri mberi ndinodzoka kkkk, ahh ndofirei zvangu. Better ndingoita
zvemazuva ose zvema banananakaora nemaputi kkkk.
But honestly speaking guys nyika yadhakwa iyi. Haa ini
ndagwadziwa ini, ukaona munhukadzi akaita seni oshaya kana matennis mugumbo
woziva kuto zvaoma. So I am eager to see change, change through dialogue,
change through whatever means. Zimbabwe has suffered long enough and people are
hungry to follow anyone who comes with an idea of change. Ndosaka takaitiswaka
gore riya kkk. Zhuwao vakanga vaonenera, hanzi vanhu maitiswa nevakomana,
marching in the streets for what we did not know. Takafarira n’anga yakazobata
mai.
Asiwo Mr. Ibu kutyisidzira kwacho mozonyaya. Hamuchadi
kuti vanhu varatidzire shuwa Cde? Saka kuhondo makagoenderei kana kodzero
dzmairwira dzacho makuramba nadzo. Matema Log usadaro iwe. Your eagerness to
attack the opposition betrays the fear that abideth in you, as it is rightly
said that the loudest noise comes from empty vessels.
Ko yandazohwa nevakomanana veMDc ke kkkk kwhai Chamisa
ukatiraisisa touya totaridzira kuHarvest House ikoko tombosiyana naDambudzo
atitambudza hake sezita rake kkkk. Be careful young man, wakabvutira Tokozanu
chinhu chayo uchiti you are the better option, now show some leadership or else
unopabva kkkk. Biti naSikhala varipo, after all they seem to be more daring and
fearless than chikomana chekwa Gutu ichi. Chikasangwara naichowo chichabvutirwa
sekubvutira kwachakaita vamwe kkkk.
My warning to Chamisa is, please show some effective
leadership man. People have other things to do than kuramba tongoita zvema demo
izvi. Chinhu chinoda kuitwa kamwe chopera. Chakachenjedza ndechakatanga
vakomana. VaTsvangirai, may he rest in power, led some of the biggest peaceful
demos against Mugabe asi chakabuda hapanaba imi. People got tired of the same
strategy, ko tinotsvirei hedu netea isina sugar kkkk.
Asi iye mudhara Bob ari seiko? Iii chisingaperi
choshura shuwa, inga musoro wegudo uya zvawava chinonokoro nhai. Whoever
imagined that such a pompous man will one day be humbled? I heard he does not
want to be buried at the Heroes Acre softer the demo, I will go to Munhumutapa
and seek audience with ED. I want him to allow me to take the Heroes’ Acre
space that had been reserved for Uncle Bob. I believe I have done more for the
country through this column than what many who lie there have done combined.
People have laughed, learned, reflected and discussed many issues due to what I
write here. Am I not a hero then?
But if government was caring, it would ferry us in
Zupco buses for the Harare demo. Kwakupisa uku, ndinosvika rini kuHarare apa I
have no food, no water and no blankets. Asiwo Mr. Ibu so ka, hanzi hatidi vanhu
vanonyumbwira setsvina kkkkkk. Chimurume chinodada nekutungamira masoja ichi.
Kutoseka tsvina yana Mpaombi zvake. He thinks being a deputy minister of
Defence is having it all in life. Let me tell you something iwe Matema Log.
Soldiers are people too and they are suffering in the same way as Mapombi.
Sometimes I feel pity for them when I see them vachigurira netsoka nekuChitima kwandogara
nekuti mari havachakwanisi kukwira zvipipipi. Kudenga kuna Mwari uko.
Then wonzwa Togarepi achiti heeee tinopedzerana kkkk,
unoda kupedzerana nani nhai mudhara anenge youth kkk. Why do you defend chinhu
chaora? Kana nyika ikasununguka shuwa uchashaiwa kuti wogarepi iwe! Hamunzwiwo
kunhuwa kwacho seiko? Chamisa must learn from this. Kana uchirohwa this time
rohwa shamwari ndokuti zvifambe. Haungaedzi kubudusi garwe mumvura and expect
some merry-making.
Mapombi is also angry at this guy anozviti Sir
Wicknell Chivhayo. This guy blew millions of American dollars for the Gwanda
Solar Project but hapana chakaitwa. Akangovaka two cabins chete imwe mari kwakutolaza
zvake. Ikozvino Chivhayo is exercising and training martial arts hanzi if
anyone asks me about the solar project money I will slice them with round kicks
kkkkkk nesaga redumbu iroro round kick ingapabuda here. But vanhu veZimbabwe
hatina hasha chokwadi. Ndikazvifunga ndoendawo kudemonstration ini haaa Chamisa
is right. Tinosvikepi varume. Ikozvino matollgates akakwira takangonyarara.
Maybe takabviswa chinoiitisa hasha chacho.
I have talked enough let me go ndinokanga hangu maputi
angu for lunch but I want to let Chamisa know that Mapombi is walking to Harare
to demonstrate against increase in the prices of fuel, tollgates, condoms and
bread. Besides, most of these items are in short supply ende tanenta nemitsetse.
I am sure even Mphoko will be there in Harare with me. He has also hit hard
times because ED refused to process his pension benefits kkkk.
Mthuli Ncube uri kugona basa wena. Tiri kukanga maputi
zese newaya imi zvenyu muchidya nekunwa patafura yamambo. Mboko imboko!

TellZimNewshttps://tellzim.com
TellZim News is the leading news organization in the Southern region. It provides candid, balanced and timely news from the communities. Keeping it real. Committed to tell Zimbabwe.

Related Articles

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here

Stay Connected

5,000FansLike
9,625FollowersFollow
453SubscribersSubscribe
- Advertisement -spot_img

Latest Articles