Monday, September 20, 2021
spot_img

The Amendment Number II bittersweet

 

Ende zvakaoma. Less
than 7km of the Makuti-Chirundu Rd being commissioned by a whole Head of State
kkkk. Haa zvimwe zvacho zvozonyanya. Mazuva apera awo takaona achicheka ribbon
yechi single-lane Bridge in Karanda kkk. Lime light inodiwawo paya zvakapfuura
mwero. Taiti zvichaperera kuna Mr Bin Chinamasasa vakavhura Bin paya. Manje
mukuru vatori kumberi manje, he can’t miss even the slightest of opportunities
to leave Harare on a helicopter to officially open something kkk. Iyo yakazouya
here helicopter itsva yatakahwa kunzi yakatengwa kuRussia neUS$18 million? Real
US dollars ladies and gentlemen, not Mthuli and Mangudya’s bond notes.Asi
dzaiva nhema kani? Iwo mabond enyu awaka, zvinhu zviri kungokwira chinyararire
muzvitoro umu. And the shortages, oh no, it’s very bad.

 The last time I checked, there was no fresh
milk in the shops for those who can afford to have tea this winter. No fresh
milk. Zveshuwa chaizvo. Hanzi naJamwanda inyaya yekuti mombe dziri kukamwa
munyika ishoma kkkk. Ahh hameno isu vana Mapombi toziveiwo hedu nezve
economics. Ndezvana Jamwanda nana Mthuli izvi. Oh I see many of you here do not
know kuti Jamwanda ndiyani kkkk manga mava kungotarisana ka. Endai paTwitter
munoona kuti ndiyani, but rest assured he is a big somebody and what he speaks
generally represent official government policy. That’s why I was disappointed
that people opposed the Chilonga lucerne grass project. How could anybody in
his right senses oppose a project that was supposed to uplift the community and
create dairy animal feed? Look now we don’t even have enough milk on the
shelves apa it’s winter time. Tomwa sei manje tea yacho isu vana Mapombi toda
tea hobvu isu yakaimbwa naZexie Manatsa iya. Ndokunge taiwanawo zvedu tea yacho
paChiristmas.

Anyway, enough of the
shortages of milk, nhasi ndine nyaya yema official opening anoitwa nemukuru aya.
Travelling all those kilometres with a large security detail to officially open
a rehabilitated 6.5km section of an old highway built by whites back then kkk.
And the rehabilitated section was not even financed by your government ladies
and gentlemen kkkk, and not even financed by your self-imposed Chinese
colonisers. It was financed by the Japanese government. Yes, Japan not China.
Japan is a better colonizer I think, chete zvivanhu zvacho zvakafanana hazvo kumeso
but I think Japana is better. Taifamba nei dai pasina zvipipipi zvinogadzirwa
neToyota neHonda kuTokyo? Kkkk hanzi izvezvi someone is driving mapombi’s
future car in Japan, Yes iriko ichauya hayo. I have never had of any local
suffering inhumane abuse in Japanese-linked companies in Zimbabwe. But look at
how locals are being treated by the Chinese ‘investors’ being protected by
government in the mining industry and other sectors of the economy. Apa zviri
kupedza kutyora hanzvadzi dzedu makumbo, Haiwa, regai ndizvinyarare, muromo
ndimandiurayisa. Asi bhasopu muchazopepuka when Zimbabwe is already a
mini-China, with Mandarin as one of the official languages. Hezvino ndiri pano.

Back kunyaya yema
official opening aya andamboreva. Nhai zvinoitawo here mukuru kufambira
kuzovhura chero Mortuary inotonhorera paGutu, kkkk zvatoitirwa isu, Zuro
ndizuro he was officially opening a new bank. By the way there is nothing new
about the bank kkk, it’s just the old Agribank which was rebranded kkkk. Oh no,
it wasn’t even rebranded as such, it was just given its old Rhodesian name back
kkk. For those who do not know history, what you know as Agribank today started
way back in 1926 in Southern Rhodesia as Agricultural Finance Corporation
(AFC). It was rebranded Agribank in 1999 but 21 years down the line, it gets
its old Rhodesian name back, as if to imply that Rhodesian names and
institutions were better than Zimbabwe’s kkk. Handisini ndadaro, ndiri
kungokuudzai nhoroondo. Muzazoti kwahi heee kwava nebank idzva rakagadzirwa
naED, musanyeperwa. His own banks are Empowerbank, Zimbabwe Women’s
Microfinance Bank (ZWMB) and National Building Society (NBS) but some of them
were initiated by Robert Mugabe, ED’s mentor and ‘father’. Regai timboona kuti
anorama here kwenguva refu sezvakaita Agribank oh sorry AFC, with all this looting
dziriko idzi. Remember Barbican, CFX, Allied Bank, ZAMBG, Trust, Time, Founders,
Beverly etc etc.

Those are proudly
Zimbabwean banks, most of them looted dry nana dumbuguru nanaTyson. Ehe vana
Tyson ivava vava kuda kuzviita vatsvene vakagara kuSA mushure mekunge varobwa
neOperation Restore Regacy. Tinyararire Tyson nevamwe vako. Ndimi vevamwe
makauraya nyika ino imi. You promoted impunity during your time and looted the
State through fake Community Share Ownership Schemes. Bumbiro remutemo maingoita
zvamaida naro kkk, kuriita kanyama-kanyama chaiko. Ehe, iroro reku Lancaster
ndorandiri kureva. Nhasi moti hee hee zvareverwei. Hezvo ngwena yenyu yaisa
imwezve amendment. This is distressing. Amending for the umpteenth time a
7-year-old constitution mune shuwa here varume veZanu imi? Ahh sorry ndanga
ndakanganwa, it’s not Zanu MPs and senantors alone who approved the changes,
Mwonzora’s MPs and senators too. Ko nhai Togarasei, how then do you want to
convince us that you are not captured by Zanu when you support something so
undemocratic and regressive? Zvauriwezve wakanyora bumbiro racho namangwana
naMagaisa. Wadirei mari nesimba kusvika pakutengesa mweya wako kudaro.

Now all the imperial
powers that Mugabe enjoyed and which the 2013 constitution sought to dilute
have yet again been brought back and given to ED to do as he pleases.
Succession will once again be a destabilising factor for the whole country
because the running mate clause has been discarded before it had even been
implemented even once. It won’t be surprising to see another restore regacy in
the future since succession will now depend on the whim of one man or woman as
was the case during Mugabe’s ruinous era. Iyo restore regacy yakaoma, vana
Mandiita Wefodya Mandi Chimene vaiti pwetere pwetere kana kumbozonzwa nezvavo
futi kkkk. Hanzi nevamwe ari kubika magwinya kuBeira uko, achirova mbanje
dzemugungwa kkkk. Varume kana tichine simba ngatirege kufarisa naro
tichidzvanyirira vamwe. Mangwana rofuma rava ranguwo iwe wozomanya nemasango
sezvakaita vana Mandi, nanaTyson, naChombo kkk. Ungambozoziva kuti ndiye Chombo
uya aimbodinginda senda? Senge zundu riri mundove zvaro achidzinga mamayor
achiisa masmall house ake kuma commission kkkk. Ndokufa kwakaita maguta ikoko.
Koi iye Mboko hake kkk sorry I mean Mphoko. Dzakambozoenda nepiko dziya hii dai
dzawanirwa nyasha dziya. Kubva dzangoti ziii samai vadzo Grace. Kkk chine vene
vacho chinhu ichi, I have said it again and again. It’s a straightjacket; ask
Gen Zvinavashe, May His Soul Rest in Peace.

 Chiregai ndiende ndinokanga maputi kuChitima
uko, mabanana haasi kuora zvekummyanya nechando ichi ari kuita mashoma saka
pamberi nemhanduu, aah sory, pamberi nemhandire kkkk, oti dzonakaka muchando.
Kana Mphoko akadzoka pakuva VP pamwe ndingamwawo tea hobvu ndokunge mukaka
wavamo muzvitoro umu. Mboko imboko!

TellZimNewshttps://tellzim.com
TellZim News is the leading news organization in the Southern region. It provides candid, balanced and timely news from the communities. Keeping it real. Committed to tell Zimbabwe.

Related Articles

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here

Stay Connected

5,000FansLike
9,625FollowersFollow
453SubscribersSubscribe
- Advertisement -spot_img

Latest Articles