Tag: Mapombi Adonha

spot_imgspot_img

Reshuffle the presidium Cde President

Kana chinhu chaora chinenge choda kuraswa or to be buried. Even nyama chaiyo kana yaora don’t try to wash it because munokuvara nemudumbu iko kusina mvura...

Zacc is a disgrace Cdes!!

Zanu PF inotambisa varume nevakadzi vakuru nhova kkkkk. Handisati ndamboona zvakadai ini. If anyone ever doubted kuti zvinhu zvaoma hameno munoda kuti muudzwe nemunhu anobva kupi...

Rest in Power Cde Bob

Chisingaperi chinoshura. There are those who think that power will make them invincible that not even death can touch them. They immortalise themselves and the gullible...

Let’s wait for 2023 Cdes!

Zvakaoma sekuti your subordinate who has been reporting to you for years gets promoted ahead of you and you suddenly have to report to him. Kkkk...

Mapombi wants to be buried at Heroes Acre!!

Mapombi is on walking all the way to Harare Cdes. As I write this, I am approaching Fairfields, slow but sure. Handingasaririwo pakadai. Nyika yogwadza iyi...

Killer Zivhu, stop it!

Mapombi wants to be schooled here kuti zvinombofamba seiko kuti a person who cannot even construct a simple complete English, or even Shona sentence anzi dhokotera...