I used to believe that our ZRP is the best police force in the region when it comes to sniffing out criminals and gathering intelligence but I now doubt that ini. Haa kuzadza police mutown even kuno kuChitima vakauya nemangongo kkk. Haa I saw one lady holding that heavy shield achifemereka naro achikwidza panjanji paya kkkk. Apa she looked pale I am sure yaiva nzara chete. I wanted to offer her some bananas as a fellow woman but ndakazongoti regai zvakadaro these people are overzealous for nothing sometimes. Ipapa hamenowo akavanyepera kuti koda kitwa demo kkkk, haaa vakomana who lied to you kudaro. I think Matanga is failing the force and should be fired, haaa kushandisa vana kudaro, whoever is leading intelligence unit in the province should be fired. The Chihuri force was better than what we are seeing now that is why he was close to uncle Bob, Police Intelligence yaipa correct information kkkk. Hanzi Chihuri got the favour after Zanu PF defeat in 2008 paya, CIO ne Military Intelligence were giving false information to Bob vachiti Chamatama hachina vanhu kkk only to realise kuti chinavo after the defeat, from here Bob never trusted CIO anga aakupiwa intelligence from police kkkk. Zvino iyi yavapo iyi mmmm haina zvainooona iyi kana. Kuitiswa sezvanana kudai kkkk.
When we grew up kwedu kwaChirimudombo taiudzwa kuti hatiregedze kurova nekuti gudo rabata mahobi, this is the right time to strike vakomana veOpposition, the recent deployment of heavy police clad in riot-gear is just a huge sign that the leaders are afraid of retribution from its own people in the wake of Soaring inflation and a biting cost of living. Hey mapurisa azara pese pese akabata maShieldkkkkk, ugoona yaNkomo yakabviswa mamanje ku Joshua Mqabuko Nkomo International Airport. The presence of police is a clear testimony that the failing so-called Second Regime is just afraid and is becoming more clueless and paranoid with each day passing. They are just good at commanding police in the streets but failing to give command to the economy to be stable. They are used to commanding Agric, why not commanding rates to be static? Why not commanding prices to go down? Nxaa munondipa shungu vanhu imi. Good at blaming sanction nezvinhu zviri pachena kudai. First port of call is to fire Mthuli, he has failed, Chinamasa was better but not to bring him back, we need new faces.
I hear the voter registration Blitz is ending on the 30th of May apa, registration for delimitation yovharwa. I heard paZaka apo two constituencies dzingangoenda kana kubatanidzwa kuita 1 kkk. Mirai muone zvode kuzipa, Maconstituencies aakuwandira kutown and this gives vakomana vechiedza an advantage kkk. Has anyone ever noticed kuti Zanu PF iparty yerima kkkk. Sure Zanu PF nemagetsi hazvionani, ingoenda pane magetsi unoti Zanu uone vanhu havadi kuinzwa, asi ingoenda kunoveswa moto unzwe kkk. It’s true even kurange chaiko in Masvingo vakawanda avachiri kuida, haiwirirani nemagetsi kana 1 day. I think this is the reason why REA failed ini kk. They say if we put Zesa kumusha we lose votes. So ladies and gentlemen, vote registration process for 2023 election is on until the proclamation of the election date next year. Go and register to vote ladies and gentlemen, whoever is going to win in 2023 needs votes not likes on twitter.
Speaking of voter registration, Zanu PF is now desperate ladies and gentlemen handisati ndamboona zvakadaro. They have since copied the biblical Nicodemus who visited the Lord at night kkkk. Hanzi they are visiting the registry offices at night kkk. Zvirikutorwa usiku zvitupa and I wonder how the faces will be like pachitupa pacho chatorwa murima imomo kkk. Kungotora usiku nekutoregister kuvoter ipapo, I’m not sure if they are not voting futi ipapo. These guys are good at it, kukama mukaka wakakora kare kkk. we are watching you MaCdes chero mukadii taakuziva. makabatwa pants down sure kusanyara .While Bishops are supposed to be apolitical, ndopaunoona bhazi rekwaNehemia Mutendi being used to do the dirty tricks by the ruling party. Haaa tirikushanda nematororo who will stop at nothing to ensure they retain power and nothing else. Kutoona bhazi reMutendi high tikati vanhu vari kuenda kumugidhi kaa kuDefe kkk izvo vanhu vari kunovhoteswa kkk, haa Bishop why allowing yourself to be an accomplice? Kkkkk just that vakabva kuConstituency yemukwasha wavo Marapira saka vanoda kuti agohwina nemutsindo. Haaaa this level of cheating should be regarded as the highest grade of criminality yoooooo, it’s just too much. Ndakakuudzai last week that the regime is feeling the heat, whoever is pressing should continue. Havasi kurara and they are so desperate zvekuti dai ndirini ndotungamira opposition ndichiziva zvangu zvaita. Manje uyu mufundisi uyu haazogoni zvechitororo.
But ladies and gentlemen I once told you Auxilia is worse than Dr Amai, kkk she has since been given her doctoral degree so they are at par now in terms of academics, yes handiti ese ndeekupiwa here, Gire was given by Nyagura uyuwo kwakupiwa from India kkk, I guess Raj Modi was involved kkkk. But what is it with these ladies, the way people bootlick them mmm it’s too much. Izvezvi vakonzeresa another school bus was involved in an accident while ferrying people to her silly program in Victoria Falls. Imi vanhu veMasvingo wake up. When she was here did you see anyone from Vic Falls? Now who is going to pay for the damages inflicted on the bus?
Iyo nyaya yekutora mabhazi evana vechikoro muchiitisa zvemusangano wenyu
munombonzwei chaizvo chaizvo. Ko Zupco amurioni here nhai vanhu imi iyezvino
maparadza bhazi rechikoro apo hamukwanisi kana nekuvapa maResources ekuti vatenge.
Kkkkkk nhaka iyo India yakatiparira neDoctorate asi academic board rakavapa degree iroro
Mwari ave nemi ummm matiparira shuwa. Iyezvino chionai misha yaichasara nepfunda vana
vasina vana mai vachiendeswa iko kunobika kwadai kugonderwa naDr wenyu Auxillia.
Heeee philanthropic work yatiparira kkkk vongobata bata pese pese vachiitira justification
yeDegree ravo. Anyway whatever the case please respect property dzezvikoro musiyane
nekushandisa chisimba pachisingakodzeri muchitora nekunoparadza mabhazi evana ikoko
kumakwikwi enyu. There are lots of private-owned buses out there or torai aEsau Mupfumi.
Idzi dzakanyarara these days, By-election yakadzigadzika pasi kkkk.
Before I go hangu kunokanga Maputi angu for lunch, can someone tell the people at the Civic Centre to be serious. How can people in their right senses close Chimusana road and cause traffic commotion at the main Bridge simply because they want to patch the bridge using two bags of cement and two wheelbarrows of concrete. Sure kuvhara road for four days only to do basa rinoda two people and two hours only. I think someone is smoking covo leaves chete apo. But council iyi inojairira vanhu sure. I hear they have set up a Mothlante Commission to probe on the reason why fish died in Mucheke and Shagashe river nxaaa, what nonsense is that, zviri pachena maOils emitted kumusoro uko ari kudirwa munaMucheke ozosangana nesewage pogadzirwa strong poison than iye yepa Ice Cream yakasiya munhu ari mupenyu zvadai kutipa nhamo.
Ndisati ndaenda, please the registry office in Masvingo tinyareiwo, siyanai nezvekutoresa vanhu zvitupa usiku masikati muchiswera makaunganidza vanhu panze, that system should stop forthwith. Ndopandaidira Dr Gire ipapa, dai vana Mapara, Mai Chitsa nana Hove wavo vatoudzwa kuti Stop IT!! Ko Chikomana chekuSingapre chava sei, ko Java went into hibernation kwakanaka, twabamu. Genarari kana mainda Indonesia mufambire chimwe seAmbulance zvekunomema maIndustry epfuti kuti mupamhe zvakaitwa naSanyatwe August uya siyanai nazvo. Mboko iMboko.
Zanu PF, we are watching you
Leave a comment
Leave a comment